Home Search Countries Albums

Chegore Riye

SHASHL

Chegore Riye Lyrics

Ana shashl taking over
Ahh yeah, ahh yeah

Bring it to my remembrance
Takaungana senge tiripa conference 
Wobva wandi wedzera confidence
Wobva maridza ngoma ndaita speechless
Pawaridza ngoma iyoo 
Wandifungidza kure kure 
Varikupi vangoma iyo
Wandifungidza kure kure 
Na aah, zvegore riye riye riye
Ndirangaridze iye iye
Ndirangaridze nengoma yekwedu aah
Zvegore riye riye riye
Ndirangaridze iye iye
Ndirangaridze nengoma yekwedu aah

Ngoma yekwedu inondipa mapapiro (mapapiro)
Ndobhururuka ndobuda kunge bukiro ndiyoo
Inotibanidza inotinanganisa hukama iyoo
Inotirangaridzisa chivanhu  chedu inzwa
Na aah, zvegore riye riye riye
Ndirangaridze iye iye
Ndirangaridze nengoma yekwedu aah
Zvegore riye riye riye
Ndirangaridze iye iye
Ndirangaridze nengoma yekwedu aah

Bring it to my remembrance
Takaungana senge tiripa conference 
Wobva wandi wedzera confidence
Wobva maridza ngoma ndaita speechless
Pawaridza ngoma iyoo 
Wandifungidza kure kure 
Varikupi vangoma iyo
Wandifungidza kure kure 
Na aah, zvegore riye riye riye
Ndirangaridze iye iye
Ndirangaridze nengoma yekwedu aah
Zvegore riye riye riye
Ndirangaridze iye iye
Ndirangaridze nengoma yekwedu aah
Zvegore riye riye riye
Ndirangaridze iye iye
Ndirangaridze nengoma yekwedu aah
Zvegore riye riye riye
Ndirangaridze iye iye
Ndirangaridze nengoma yekwedu aah

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Chegore Riye (Single)


Copyright : © ChillSpot Recordz, Distributed exclusively by Jungle Entertainment Ventures


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

SHASHL

Zimbabwe

Shashl is a Zimbabwe musician ...

YOU MAY ALSO LIKE