Home Search Countries Albums

Ghetto Buddies

SHASHL

Ghetto Buddies Lyrics

Anondidtora oyenda neni, anondinakidza
Kughetto, kughetto zvinondinakidza
Kunenzizi dzinoyerera, anondinakidza
Kunenzizi dzinoyerera , anondinakidza

Anouya richirirungwa nani
Uzondidzosa kumamande’kwani
Undibata ruoko woti honey handey
Kuya kuya, ondisanganisa nemaghetto buddies
Akandiratidza pakowa nikwa zumbani

Oyenda neni, anondinakidza
Kughetto, kughetto zvinondinakidza
Kunenzizi dzinoyerera, anondinakidza
Kunenzizi dzinoyerera , anondinakidza

Ndiri murudo, I’m in love uh uh
With somebody
Weku ghetto, anonditenderedza brain
Anondidhomotsa, anopedza bhora
Anondita ndifeele bho
When am lonely

Anondidtora oyenda neni, anondinakidza
Kughetto, kughetto zvinondinakidza
Kunenzizi dzinoyerera, anondinakidza
Kunenzizi dzinoyerera , anondinakidza

Anouya richirirungwa nani
Uzondidzosa kumamande’ kwami
Undibata ruoko oti honey handey
Kuya kuya, ondisanganisa nemaghetto buddies
Akandiratidza pakowa nikwa zumbani

Anondidtora oyenda neni, anondinakidza
Kughetto, kughetto zvinondinakidza
Kunenzizi dzinoyerera, anondinakidza
Kunenzizi dzinoyerera , anondinakidza
Anondidtora oyenda neni, anondinakidza
Kughetto, kughetto zvinondinakidza
Kunenzizi dzinoyerera, anondinakidza
Kunenzizi dzinoyerera , anondinakidza

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Ghetto Buddies (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

SHASHL

Zimbabwe

Shashl is a Zimbabwe musician ...

YOU MAY ALSO LIKE