Home Search Countries Albums

Shisha

QOUNFUZED

Shisha Lyrics

Fonera Kisha
Akoke  shamwari dzake  dzese titenderedze shisha
Toita zvatai wisher
Kana yanguva yeprezha
Prezha prezha prezha prezha
Chero usiri ngezha
Mari mashizha oh

Kugaroita hunhu kwaho aiwa hazvizodi
Doro rakatonhora pisa liver
Chero takazofawo ndizvozvo
Kugara tichingoita hunhu kwaho aiwa hazvizodi
Doro rakatonhora pisa liver chero takazofawo ndizvozvo

Shisha shisha
Ridzai manumber
Shisha shisha
Tigare tatamba
Shisha shisha
Wedzerai mhamba
Musapedze chamba
Vazoti vari kuuya here vana Kisha
Vakangobatika zvinobva zvanakidza
Vakati vanoda chamba  musarambidza
Masong avanoda ugomaridza oh

Kugaroita hunhu kwaho aiwa hazvizodi
Doro rakatonhora pisa liver
Chero takazofawo ndizvozvo
Kugara tichingoita hunhu kwaho aiwa hazvizodi
Doro rakatonhora pisa liver chero takazofawo ndizvozvo

Shisha shisha shisha shisha
Shisha Shisha Shisha Shisha
Shisha Shisha Shisha Shisha
Shisha Shisha Shisha Shisha

Party ino tanga masikati
Asi zvinenge zvisati zvava kunakidza
Isusu ndisu ka party
Zvinotanga kufaya patinobatika
Tiine mabhebhi yese type
Vachitambidzana mahosepipe
Tikangokubata uchivafuridzira hutsi mudhirezi tinomutsa fight

Vari kuiti Hubbly
Vamwe shisha , vamwe hooker
Headmaster vekudengezera rasha rakatsvuka
Vamwe vanoti chinoda chamba
Vamwe vanozvibuka
Ukaona chichipfungaira usazoiti iGuka
Kugaroita hunhu kwavo aiwa hazvizodi
Doro rakatonhora pisa liver
Chero takazofawo ndizvozvo
Kugara tichingoita hunhu kwavo aiwa hazvizodi
Doro rakatonhora pisa liver chero takazofawo ndizvozvo
Tazofawo

Fonera Kisha
Akoke  shamwari dzake  dzese titenderedze shisha
Kana yanguva yeprezha
Prezha prezha prezha prezha
Wedzerai mhamba
Musapedze chamba

Kugaroita hunhu kwaho aiwa hazvizodi
Doro rakatonhora pisa liver
Chero takazofawo ndizvozvo
Kugara tichingoita hunhu kwaho aiwa hazvizodi
Doro rakatonhora pisa liver chero takazofawo ndizvozvo

Shisha shisha shisha shisha
Shisha Shisha Shisha Shisha
Shisha Shisha Shisha Shisha
Shisha Shisha Shisha Shisha

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Shisha (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

QOUNFUZED

Zimbabwe

Qounfuzed is a Zimbabwean musician. ...

YOU MAY ALSO LIKE