Home Search Countries Albums

Nguva

QOUNFUZED

Nguva Lyrics

Wakanditambisira nguva yangu
Wakanditambisira mari yangu kani
Dai ndakatoipa amai vangu
Zvinhu zvese zvawakandiitira
Mwari ave newe kunge Neria
Haaa ah

Inini zvangu ndaitoda zvachose asi iwe unenge waisada
Kwako kwaingova kufambisa nguva nguva nguva nguvaa
Moyo wako handingambowufose   uchindidyira musaga
Ndinenge ndirikizvitambisira nguva nguva nguva nguvaaaa

Waipretender seunondida
Asi wausingandide
Ndaiona tichienda tese kumarinda
Asi hazvichaitewo
Dzimwe nguva ndinoswera ndichikufunga
Mawungira eizwi rako richiti handichakuda
Ndirikurwadziwa
Tsono yawakabaya nayo moyo ndinoikumbirawo
Ndisone Moyo wawakabvarura
Ndatambura Haa

Inini zvangu ndaitoda zvachose asi iwe unenge waisada
Kwako kwaingova kufambisa nguva nguva nguva-nguvaaa
Moyo wako handingambowufose   uchindidyira musaga
Ndinenge ndirikizvitambisira nguva nguva nguva nguvaa

Haa ah
Ndangandisina kumbozvifungira
Kuti ndozvawaindifungira Haa ah
I know you tell your friends that I'm not your type
Asi wani waiuya kumba uchi spender night
And I hate your friends coz they always took your side
Vaitora masides
Nguva dzese dzataiita mafights

Uchazondifunga kana ndakuita zva someone else
Ndichimurukisa musoro
Nekumuisisa manails
Uchazondifunga kana ndakuita zva someone else
Ndichimurukisa musoro
Nekumuisisa manails

Hazvichina basa kuzvitaura
Chishuwo chako chaiva chekuti ndigokawura
Inini zvangu ndaitoda zvachose asi iwe unenge waisada
Kwako kwaingova kufambisa nguva nguva nguva-nguvaaa
Moyo wako handingambowufose   uchindidyira musaga
Ndinenge ndirikizvitambisira nguva nguva nguva nguvaa

Wakanditambisira nguva yangu
Wausingandide
Wakanditambisira mari yangu
Wausingandide
Dai ndakatoipa amai vangu
Zvinhu zvese zvawakandiitira
Mwari ave newe kunge Neria

Uchazondifunga kana ndakuita zva someone else
Ndichimurukisa musoro
Nekumuisisa manails
Uchazondifunga kana ndakuita zva someone else
Ndichimurukisa musoro
Nekumuisisa manails

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG

Release Year : 2022

Album : Nguva (Single)

Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

QOUNFUZED

Zimbabwe

Qounfuzed is a Zimbabwean musician. ...

YOU MAY ALSO LIKE