Home Search Countries Albums

Tetena Amount

POPTAIN

Tetena Amount Lyrics

Husiku huno hatiende kumba
Tichatamba rhumba zvese nembakumba
Call the tall boss from uzumba
I know ane nhomba kune tuchazunza
Tumazulu tuchiita bayethe
Kuli namowa wokudhula vatete
Huchi mama kugeza hamunete
Ndangoona Ganda Ende riteete
Huya kuno
Tetena amounti chero ukavhima nesauti
Ndiwe
Mashampopo Machakuti usazongovhiringwa nechakuti iweee
Tetena amounti chero ukavhima nesauti
Ndiwe
Mashampopo Machakuti usazongovhiringwa nechakuti iweee

Uchinge watambira huya ndikufurire
Usahla ndoshanda yangu handimbokudhlire
Neni uri safe handimbokukumbire
Man mi a no gyal ini handimbonunamire
Kugocha ndiwe Mochacho ndiwe
Kudzvuta ndiwe Kudzvova ndiwe
Ashanda ndiwe Ofara ndiwe
Todada newe
Voroso kumashops chop chop
Kugocha nonstop no cops
More salad more girls more cups
Dirai madrinks mumacups vigilance
Huya kuno

Tetena amounti chero ukavhima nesauti ndiwe
Mashampopo Machakuti usazongovhiringwa nechakuti iweee
Tetena amounti chero ukavhima nesauti ndiwe
Mashampopo Machakuti usazongovhiringwa nechakuti iweee

Ndafara newe zvakanaka usazogaya kundichinja zita
Fara!! wofarisisa zvakanaka usazongonyengedzwa naamazitaaa
Ende!! Mhuri usadhibhe sadhakwe sachipe chirombe chikusvipe ndokuti usvikeee
Ufunge hakunaaa pwaaaa
Ukaziva unoziva pekugumiraaaaaa
Wobva wango

Tetena amounti chero ukavhima nesauti ndiwe
Mashampopo Machakuti usazongovhiringwa nechakuti iweee  
Tetena amounti chero ukavhima nesauti ndiwe
Mashampopo Machakuti usazongovhiringwa nechakuti iweee  

Kugocha ndiwe Mochacho ndiwe
Kudzvuta ndiwe Kudzvova ndiwe
Ashanda ndiwe Ofara ndiwe
Todada newe
Voroso kumashops chop chop
Kugocha nonstop no cops
More salad more girls more cups
Dirai madrinks mumacups vigilance

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Tetena Amount (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

POPTAIN

Zimbabwe

Poptain is a Zimbabwean multitalented music artist, he is one of the pioneer artists taking Zimbabwe ...

YOU MAY ALSO LIKE