Home Search Countries Albums

Fadza Mutengi

POPTAIN Feat. ALLANAH

Huya kuno, huya kuno
Ooh Lord Lord Lord
Allanah

Watora mari usaite kunge wemogo
Usakanganwa kufadza mutengi
Ita kupusa kuseka majoko
Kana uchinge wafadza mutengi
Fadza mutengi wedoro (reeee)
Fadza mutengi wehwahwa (aha haa)
Fadza mutengi wedoro (reeee)
Fadza mutengi wehwahwa (aha haa)
Ita kakupusa kakuvata kakupenga
Iwe uchiziva wafadza mutengi
Kurumidza kuguta, usaite kuruta
Iwe uchiziva wafadza mutengi

Tamba tamba usanyara, bvuma kupushwa kunge bhara
Mudaidze uchiti mudhara, muti mune bhutsu yajanaka
Moto from bottom, muti munobuda pamaphoto
Watch yenyu moto, uchiziva wafadza mutengi wedoro ree
Fadza mutengi wedoro (reeee)
Fadza mutengi wehwahwa (aha haa)
Fadza mutengi wedoro (reeee)
Fadza mutengi wehwahwa (aha haa)
Ita kakupusa kakuvata kakupenga
Iwe uchiziva wafadza mutengi
Kurumidza kuguta, usaite kuruta
Iwe uchiziva wafadza mutengi

Ende akanyepa usamuudze
Mututumadze, umuti idama iroro
Akaona kachimoko akachiva, muudze kuti imbama iyoyo
Ane ka this, ane ka that
Mbada this, mbada that
Ganda renyu rinobvumiwa neVat
Iwe uchiziva uri kufadza mutengi
Fadza mutengi wedoro (reeee)
Fadza mutengi wehwahwa (aha haa)
Fadza mutengi wedoro (reeee)
Fadza mutengi wehwahwa (aha haa)
Ita kakupusa kakuvata kakupenga
Iwe uchiziva wafadza mutengi
Kurumidza kuguta, usaite kuruta
Iwe uchiziva wafadza mutengi

Watora mari usaite kunge wemogo
Usakanganwa kufadza mutengi
Ita kupusa kuseka majoko
Kana uchinge wafadza mutengi
Watora mari usaite kunge wemogo, (usakanganwe chief J)
Watora mari usaite kunge wemogo, (usakanganwe mutarisi nash)
Watora mari usaite kunge wemogo, (usakanganwe boss Thumelo)
Watora mari usaite kunge wemogo, (usakanganwe biggy things)
Usakanganwe pressure manager
Usakanganwe P Man
Usakanganwe Ginimbi
Usakanganwe boss Pound
Usakanganwe B Lodza
Usakanganwe Roca Fella
Silent killer Pajoza aha haaa
Huya kuno huya kuno, Allanahh
Simplex music, huya kuno huya kuno
Fadza mutengi wedoro (reeee)
Fadza mutengi wehwahwa (aha haa)
Fadza mutengi wedoro (reeee)
Fadza mutengi wehwahwa (aha haa)
Ita kakupusa kakuvata kakupenga
Iwe uchiziva wafadza mutengi
Kurumidza kuguta, usaite kuruta
Iwe uchiziva wafadza mutengi
Fadza mutengi wedoro (reeee)

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Added By : Farida


Release Year : 2020


Album : The Collabos & More (Album)


Genre :

SEE ALSO

AUTHOR

POPTAIN

Zimbabwe

Poptain is a Zimbabwean multitalented music artist, he is one of the pioneer artists taking Zimbabwe ...

YOU MAY ALSO LIKE