Home Search Countries Albums

Pindirai Lyrics

Kuchema kuchema
Kutaura kudai zvinenge zvichirema
Vatofambidzana nekutaurirana
Nekubatisana vanenge vachisema
Hadzizi nhema ko paye pataketenda
Tikatendeukira iko kune chiedza
Matakadya kare haanyaradze mwana
Mundiro yatakadyira itirai minana

Pindirai mwari, kana muchinzwa mwari
Kana muri mwari wezviratidzo
Wezvinoshamisa tachema tachema
Nguva yakwana
Pindiraiwo-o (pindiraiwo)
Pindiraiwo-o (pindiraiwo)

Tinosimudza maoko
Tikamadzisa tinongobata musoro
Zvanyanyisa titorereiwo mitoro
Cause we look to you for our better tomorrow
Mmm, mwari vanokodzera ndevapi?
Padzokorera padzofurira ndepapi?
Patakatadza regererai hatizvipamhi
Minamato yedu inosvika kwamuri

Pindirai mwari, kana muchinzwa mwari
Kana muri mwari wezviratidzo
Wezvinoshamisa tachema tachema
Nguva yakwana
Pindiraiwo-o (pindiraiwo)
Pindiraiwo-o (pindiraiwo)
Pindirai mwari, kana muchinzwa mwari
Kana muri mwari wezviratidzo
Wezvinoshamisa tachema tachema
Nguva yakwana
Pindiraiwo-o (pindiraiwo)
Pindiraiwo-o (pindiraiwo)

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Pindirai (EP)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

GARRY MAPANZURE

Zimbabwe

Garry Mapanzure is a musician from Zimbabwe ...

YOU MAY ALSO LIKE