Ibanga Iroro Lyrics

Ukationa takatyora pacorner
Ndudu dzedu dzedu takamona ibanga iroro
Amwa chibuku neamwa shampopo
Endgame racho kudhakwa ibanga iroro
Wadya mupunga or wadya manhuchu
As long as iwewe waguta ibanga iroro
Vakatumira bveni iwewe tumira mheni
Havazi kukuziva mhani ibanga iroro
(Ahuuummm) ibanga iroro
(Ahuuummm) ibanga iroro
Zvino zuva racho zvaratongonyura
Njuga dzacho dzakamira ibanga here?
Hazvina basa todhonza tambo
Kana zvakaoma tochinja musanbo
Vanozviketa tocheta kunge bhemba
Usambopererwa, chinja mazano
Usambomira mhani iwe, ramba uchicheka wangu iwe
Cheka masettings, checker your balance
Ramba uchicheka uchicheka uchicheka uchicheka
(Ahuuummm) ibanga iroro
(Ahuuummm) ibanga iroro
(Ahuuummm) ibanga iroro
(Ahuuummm) ibanga iroro
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2020
Album : Ibanga Iroro (Single)
Added By : Farida
SEE ALSO
AUTHOR
YOU MAY ALSO LIKE