Home Search Countries Albums

Ndingazodei

NOX

Ndingazodei Lyrics

Ndingazodei kana ndinewe
When I’m with you I don’t need no other
Ndingazodei kana ndinewe
When I’m with you I don’t need no other

Ama take you to my mother
Munhu one aizofara ndibaba
Kuti mhuri yakura
Nemufaro Vaitozonditakura
Ama take you to my mother
Munhu one aizofara ndibaba
Kuti mhuri yakura
Nemufaro Vaitozonditakura

I’ve got a few words to say
I’m regretting
No need to be hating yeah
Ichi chinhu chitsva pandiri ndogona kuchinja dhiri
Hamukete ??
Ndashaya chainditadzisa before
Kuti ndione moyo wakanaka wako
Louis Vuitton, Gucci
Mami wachu want you must say
No matter what they say

Ndingazodei kana ndinewe
When I’m with you I don’t need no other
Ndingazodei kana ndinewe
When I’m with you I don’t need no other

Ama take you to my mother
Munhu one aizofara ndibaba
Kuti mhuri yakura
Nemufaro Vaitozonditakura
Ama take you to my mother
Munhu one aizofara ndibaba
Kuti mhuri yakura
Nemufaro Vaitozonditakura

Now everything I do
Ndotanga ndabofunga
Dai aripo akandirera aifara here akandirera
And that’s the reality
And the formality to you heeey
Baby hupenyu hunofaya ndinewe
Ama never let nobody come my way
Baby hupenyu hunofaya ndinewe
Ama never let nobody come my way

Ndingazodei kana ndinewe
When I’m with you I don’t need no other
Ndingazodei kana ndinewe
When I’m with you I don’t need no other

Ama take you to my mother
Munhu one aizofara ndibaba
Kuti mhuri yakura
Nemufaro Vaitozonditakura
Ama take you to my mother
Munhu one aizofara ndibaba
Kuti mhuri yakura
Nemufaro Vaitozonditakura

Baby hupenyu hunofaya ndinewe
Ama never let nobody come my way
Now everything I do
Kutanga ndambofunga
Dai aripo akandirera aifara here akandirera
And that’s the reality
And the formality to you heeey
Baby hupenyu hunofaya ndinewe
Hamukete zvandiri

(It’s Tyfah baby
Nox on the quality)

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Ndingazodei (Single)


Copyright : © Ice & Roses Records, distributed exclusively by Jungle Entertainment Ventures


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

NOX

Zimbabwe

Nox is a Afro-pop and R&B musician from Zimbabwe. ...

YOU MAY ALSO LIKE