Home Search Countries Albums

Mukoma Edmore

SOLUTION

Mukoma Edmore Lyrics

Tarira uringe pane gomba apa
Ndingazotadza kusvika kumba
Shuviro dai ndikakunda
Mwana wamai kani, mwana wamai kani

Mukoma Edmore (Hayiya hoyere hayiya hoyeye)
Mukoma Edmore (Hayiya hoyere hayiya hoyeye)
Mukoma Edmore (Hayiya hoyere hayiya hoyeye)
Mukoma Edmore (Hayiya hoyere hayiya hoyeye)

Muzondichengetera Tania
Mukandichengetera Tanny (Hayaa)
Handidi kuona achisvimha
Munyikadzimu ndingabaikana
Handidi kuona achisvimha (Hayaa)
Kunyikadzimu ndingabaikana

Vana, vana vangu
Vana, ndasiya vana mukoma kani
Vana vana vangu
Vana,  ndasiya vana mukoma kani
Vana, vana vangu
Vana, ndasiya vana mukoma kani

Mukoma Edmore (Hayiya hoyere hayiya hoyeye)
Mukoma Edmore (Hayiya hoyere hayiya hoyeye)
Mukoma Edmore (Hayiya hoyere hayiya hoyeye)
Mukoma Edmore (Hayiya hoyere hayiya hoyeye)

Hazvizikanwi zvimwe peda
Ndiko kuguma kwaro
Rwendo rweupenyu
Zvasarira imi vatano
Kuti mupfuurire naro rwendo
Asi ndakumbira

Vana…
Ndasiya vana mukoma kani
Vana, vana vangu
Vana, ndasiyana mukoma kani
Vana, vana vangu
Vana, ndasiya vana mukoma kani

Ndiringireiwo ndiringe nzira
Ndiringireiwo ndiringe nzira
Ini ndouyako
Ndiringirewo ndiringe nzira
Ini ndouya

Mukoma Edmore (Hayiya hoyere hayiya hoyeye)
Mukoma Edmore (Hayiya hoyere hayiya hoyeye)
Mukoma Edmore (Hayiya hoyere hayiya hoyeye)
Mukoma Edmore h(Hayiya hoyere hayiya hoyeye)

Ndiringireiwo ndiringe nzira
(Hayiya hoyere hayiya hoyeye)
Ndiringirewo ndiringe nzira 
(Hayiya hoyere hayiya hoyeye)

Haaa Samatenga kani 
(Hayiya hoyere hayiya hoyeye)
Samatenga (Samatenga kani) 
(Hayiya hoyere hayiya hoyeye)

Zvimwe pamwe ndasakura ndazudza ini
Pangu ndasakura ndazunza 
Pangu ndasakura ndazunza
Pangu ndasakura ndazunza

Mukoma Edmore (Hayiya hoyere hayiya hoyeye)
Mukoma Edmore (Hayiya hoyere hayiya hoyeye)
Mukoma Edmore (Hayiya hoyere hayiya hoyeye)
Mukoma Edmore (Hayiya hoyere hayiya hoyeye)

Mukandichengetera Tanny uyo
Muzondichengetera Tania
Kunyikadzimu ndingabaikana
Kunyikadzimu ndingabaikana

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG

Release Year : 2020

Album : Mukoma Edmore (Single)

Copyright : (c) 2020

Added By : Huntyr Kelx

SEE ALSO

AUTHOR

SOLUTION

Zimbabwe

Solution is an artist from Zibambwe. ...

YOU MAY ALSO LIKE