Mapapiro Lyrics
Mweya munyaradzi huya utungamire
Mweya munyaradzi huya utungamire
Mweya munyaradzi huya utungamire
Mweya munyaradzi huya utungamire
(Zaka prince again)
Dai ndanga ndine mapariro
Ndai bhururuka ndouya kudenga ikoko
Dai ndanga ndine vabereki woo
Pamwe ndaive munhu ari nani
Makandisiya ndiri ndega mai na baba
Ndawe chikorobho chevamwe
Ndakatadzeyi ko nhai mwari
Chaita kuti ndizokura ndiri nherere
Ndakatadzeyi ko nhai mambo
Chaita ndikure ndichitambura
Dai ndanga ndine mapapiro
Ndai bhururuka ndouya kudenga ikoko
Dai ndanga ndine vabereki woo
Pamwe ndaive munhu ari nani shuwa
Kubva pamakaenda
Hama hadzichatide
Pamakaenda makatisira nhamo
Zvinotinetsa ndoudza ani ko ?
Patino shungurudzwa tomhangara kunani ?
Dai zvaibvira tave nemi zuva rimwe
Tioneka zvakanaka
Dai ndanga ndine mapapiro
Ndai bhururuka ndouya kudenga ikoko
Dai ndanga ndine vabereki woo
Pamwe ndaive munhu ari nani Mapariro
Dai ndanga ndine mapapiro
Ndai bhururuka ndouya kudenga ikoko
Dai ndanga ndine vabereki woo
Pamwe ndaive munhu ari nani
Mweya munyaradzi mweya munyaradzi huya ubvumbamire
Mweya munyaradzi huya utungamire
Mweya munyaradzi huya utungamire
Mweya munyaradzi huya uriritire
Dai ndanga ndine mapapiro (mapapiro)
Ndai bhururuka ndouya kudenga ikoko
Dai ndanga ndine vabereki woo
Pamwe ndaive munhu ari nani
(Dai ndanga ndine mapapiro
Ndai bhururuka ndouya kudenga ikoko)
Ndouya kudenga ikoko
Ndouya kudenga ikoko
Ndouya kudenga ikoko
Ndouya kudenga ikoko
Ndouya kudenga ikoko
Zaka prince
Zororayi murugare baba vangu
Never guni
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2021
Album : Mapapiro (Single)
Added By : Farida
SEE ALSO
AUTHOR
YOU MAY ALSO LIKE