Ndiani Anoziva Lyrics

Ndianiko anoziva, zvinoitwa naMwari ?
Tinaro zita, raJesu, iwe neni kani
Tinowana kukunda
Vadikani, ndianiko anganyumwe
Dai waiziva iwe
Zvirikutoi-i-itwa naMwari ?
Tinaro zita, ndera Jesu, iwe neni kani
Rinotipa kukunda
Ndianiko anoziva, zvinoitwa naMwari ?
Muzita raJesu chete, tinowana kukunda
Ndianiko anoziva, zvinoitwa naMwari ?
Muzita raJesu chete, tinowana kukunda
Ndianiko anoziva, zvinoitwa naMwari ?
Muzita raJesu chete, tinowana kukunda
Razaro muguva unobuda
Razaro muguva unobuda
Hazvina basa vati zvapera, kana Jesu asvikapo
Hauorere imomo ehe
Unokunda yeah
Unobunda yeah
Unokunda yeah, unobuda yeah, unobuda yeah
Shadrach, Meshach naAbedbego
Vakandirwa mumoto umo
Jesu Mwanakomana waMwari
Akawanikwawo arri imomo
Havana kumbotsva nemoto
Unokunda yeah, unobuda yeah, unobuda yeah
Unokunda yeah, unobuda yeah
Muzita raJesu
Muzita raJesu
Tinowana kukunda
Muzita raJesu
Tinowana kukunda
Patinodaidza Zita raJesu
Hakuna zvinoramba
Jesu Jesu Jesu
Tinowana kukunda
Ndianiko anoziva, zvinoitwa naMwari ?
Muzita raJesu chete, tinowana kukunda
Tinowana kukunda
Tinowana kukunda
Tinowana kukunda
Tinowana kukunda
I have the victory
I have the victory
I have the victory
I have the victory
I have the victory, I walk in victory
I live in victory, I have the victory
I have the victory
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2021
Album : Ndiani Anoziva (Single)
Added By : Farida
SEE ALSO
AUTHOR
MINISTER MICHAEL MAHENDERE
Zimbabwe
Multi-Award winning Gospel Musician from Zimbabwe. Minister Michael Mahendere ministers through musi ...
YOU MAY ALSO LIKE