Home Search Countries Albums

Apo Jesu Lyrics

Apo Yesu anouya kutora vatsvene
Anotora vakanaka avo vanomuda
Vanhu vake vatsvene vasina zvitema
Vanoenda kudenga kunogara na Jesu
Apo Yesu anouya kutora vatsvene
Anotora vakanaka avo vanomuda
Vanhu vake vatsvene vasina zvitema
Vanoenda kudenga kunogara na Jesu

Vana vake pasi pano uyai kwaari
Anomuda zvirokwazvo nerudo rukuru
Vanhu vake vatsvene vasina zvitema
Vanoenda kudenga kunogara na Jesu
Vanhu vake vatsvene vasina zvitema
Vanoenda kudenga kunogara na Jesu

Ngatiedze misi yose kufadza muponesi
Kuti tizotorwa ndiye kuenda kumusoro
Vanhu vake vatsvene vasina zvitema
Vanoenda kudenga kunogara na Jesu
Vanhu vake vatsvene vasina zvitema
Vanoenda kudenga kunogara na Jesu

Usasare usasare kuenda kudenga
Usasare usasare kuenda kudenga
Usasare usasare kuenda kudenga
Usasare usasare kuenda kudenga
Vanhu vake vatsvene vasina zvitema
Vanoenda kudenga kunogara na Jesu
Vanhu vake vatsvene vasina zvitema
Vanoenda kudenga kunogara na Jesu

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Apo Jesu (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

MARK MADZINGA

Zimbabwe

Mark Madzinga is a gospel musician ...

YOU MAY ALSO LIKE