Home Search Countries Albums

Ndaiva Newe

LINDAROSE MUSIC

Read en Translation

Ndaiva Newe Lyrics

Ndaifunga kuti ndiri ndega; Pakutambudzika kwose ndiri ndega
Mukuchema, mukusuwa ndichingova ndega
Nekusaziva Mwari vaneni
Ndaifunga kuti ndiri ndega; Pakutambudzika kwose ndiri ndega
Mukuchema, mukusuwa ndichingova ndega
Nekusaziva Mwari vaneni
Ndakazonzwa izwi roti usatye mwanangu; panguva dzose ndaingova newe
Ndakazonzwa izwi roti usatye ndinewe  ; Ndikasavapo Ndinga kusiya naniko

Ndaiva newe… Ndaiva newe… Ndaiva newe
Panguva dzose ndaingova newe
Ndaiva newe… Ndaiva newe… Ndaiva newe
Ndikasavapo Ndinga kusiya naniko

Meso angu asvinudzwa ndazoziva, panguva dzose Mwari vaneni
Zvakanaka  zvakashata vanongova neni; ndiri mukundi nokupfuurisa
Meso angu asvinudzwa ndazoziva, panguva dzose Mwari vaneni
Zvakanaka  zvakashata vanongova neni; ndiri mukundi nokupfuurisa
Ari mandiri mukuru hapana chekutya, ibako rekuhwanda nhare yangu
Pasi pema papiro ake ndicha hwanda Akasavapo angandisiya naniko

Ndaiva newe… Ndichava newe …Ndichangova newe
Panguva dzose ndaingova newe
Ndaiva newe… Ndichava newe …Ndichangova newe
Ndikasavapo Ndinga kusiya naniko

Inzwa hama yangu nyaya iripano; zvipire kwaari achafamba newe
Zarura moyo wako Jesu apinde; Tendeuka nhasi achafamba newe
Zarura moyo wako Jesu apinde, Tendeuka nhasi achafamba newe
Inzwa hama yangu nyaya iripano; zvipire kwaari achafamba newe
Zarura moyo wako Jesu apinde; Tendeuka nhasi achafamba newe
Zarura moyo wako Jesu apinde, Tendeuka nhasi achafamba newe

Ndichava newe … Ndichava newe ….Ndichangova newe
Urimukundi nokupfuurisa
Ndichava newe … Ndichava newe ….Ndichangova newe
Ndikasavapo Ndinga kusiya naniko
Ndichava newe … Ndichava newe ….Ndichangova newe
Urimukundi nokupfuurisa
Ndichava newe … Ndichava newe ….Ndichangova newe
Ndikasavapo Ndinga kusiya naniko

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG

Release Year : 2022

Album : Ndaiva Newe (Single)

Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

LINDAROSE MUSIC

Zimbabwe

Lindarose Zimondi Siwela, is a Gospel Singer From Zimbabwe Based In Dubai ...

YOU MAY ALSO LIKE