Muumbi Wehari Lyrics

Ndiye Muumbi Wehari X many
Mwari Makafanana nemuumbi Wehari
Ndiye anesimba pamusoro pehari dzake
Kudziumba kana kuputsa
Ndiziviseiwo magumo angu
Ndinoda kufadza Mwari mararamiro angu, mafambiro angu
Ndinoda kufadza Jesu
Ndisangane naye Pakuuya kwake
Nzverai Moyo Wangu, Mundinatse
Ndidzidzisei Nzira dzenyu, Itai kuda Kwenyu
Mundiumbe, sezvinokufadzai
Ndiziviseiwo, Magumo angu

Nanga Kumuumbi, Cherechedza Mabasa ake
Zvamufadza anochengeta
Zvisina anoumba patsva
Nanga Kumuumbi, Cherechedza Mabasa ake
Zvamufadza anochengeta
Zvisina anoumba patsva
Ndidzidziseiwoo ndikufadzei ishe
Ndiziviseiwo magumo angu
Ndinoda kufadza Mwari mararamiro angu, mafambiro angu
Ndinoda kufadza Jesu
Ndisangane naye Pakuuya kwake
Ndinoda kufadza Mwari mararamiro angu, mafambiro angu
Ndinoda kufadza Jesu
Ndisangane naye Pakuuya kwake
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2021
Album : Muumbi Wehari (Single)
Added By : Farida
SEE ALSO
AUTHOR
LINDAROSE MUSIC
Zimbabwe
Lindarose Zimondi Siwela, is a Gospel Singer From Zimbabwe Based In Dubai ...
YOU MAY ALSO LIKE