Home Search Countries Albums

Pena Lyrics


Munenge mashatirwa mai mwana
Munenge magumbuka mai mwana
Vari kutozvi fambirwa mai mwana
Ende hamusi kupererwa
Mabva matisetera pena

Iyo pena 
Manje handitambise pena
Ipena iyo pena
Handisi kusikiza pena

Ipena, ndati pena
Manje handitambise pena
Ipena iyo pena
Ini handisikize pena

Baby ndazviona kuti une balance
Chiuya tigadzire mamoments
Ehe chimbobatanidza zvine sequence
Ndichaku tager tozoverenga macomments

Yoo, wasiyana na uyuyu
Anechimiri chakaoma sechimukuyu
Ane kamwe kaugugu seuyu uyu
Saka ndazomuti bye bye see you

Ipena, pena 
Manje handitambise pena
Ipena, pena 
Handisi kusikiza pena

Ipena, pena 
Ndati handitambise pena
Ipena ipena
Handisi kusikiza pena

Kudzi mukoma watadiwa dilan
Anofarira chiuno chine kahurekeni
Chako chandi unlocker senge ndine pattern
Chandi vhura senge window zvese nema curtain

Uri kudzifambira walking the story
Kusvika ndati ndagura mhani iwe sorry
Cheuka iwe ndini ndiriko kuseri
Usazondi chinjira ndiri

Ipena, pena 
Ini handitambise pena
Ipena, pena 
Handisi kusikiza pena

Ipena, pena 
Ndati handitambise pena
Ipena ipena
Handisi kusikiza pena

Baby ndazviona kuti une balance
Chiuya tigadzire mamoments
Ehe chimbobatanidza zvine sequence
Ndichaku tager tozoverenga macomments

Yoo, wasiyana na uyuyu
Anechimiri chakaoma sechimukuyu
Ane kamwe kaugugu seuyu uyu
Saka ndazomuti bye bye see you

Ipena, pena 
Ini handitambise pena
Ipena, pena 
Handisi kusikiza pena

Ipena, pena 
Ndati handitambise pena
Ipena ipena
Handisi kusikiza pena

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Pena (Single)


Copyright : (c) 2021


Added By : Huntyr Kelx

SEE ALSO

AUTHOR

ENZO ISHALL

Zimbabwe

Stephen kudzanai Mamhare, popularly known as Enzo Ishall, is a recording artist from Zimbabwe born o ...

YOU MAY ALSO LIKE