Home Search Countries Albums

Dzandinosvikira

KILLER T

Dzandinosvikira Lyrics


Killer T
Dzandino svikira

Mazuvano ndakuda kunanganisa
Life yemujolo ndigare ndaimisa
Zvine pressure ndigare ndazvibvisa
Vakandisyisa ndigare ndazvisvipa
Mazuvano ndirikutanha dzandinosvikira
Nekuti nemjolo wangu ndariraa
Saka ku ghetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera
Mazuvano ndirikutanha dzandinosvikira
Nekuti nemjolo wangu ndariraa
Saka ku ghetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera

Ndhichiti ndine teni anoti akuda 5
Oti inokwana iyi ngatitange life
Akafite nekumuita wife
Asingaite zvekutamba ne life
Ahaadi bhawa relu town anoda kwamashwede
Kana ku mbinga anobheja achiti hamundi nyenge
Nyangwe mukandidedza handiendee
Akati anoda rudo rwangu chetee
Mazuvano ndirikutanha dzandinosvikira
Nekuti nemjolo wangu ndariraa
Saka ku ghetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera
Mazuvano ndirikutanha dzandinosvikira
Nekuti nemjolo wangu ndariraa
Saka ku ghetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera

Handichada anoenda kubhawa kana ndisipo
Asingapihwe pressure nema iphone
Nyangwe kanorova ngoma futi kanoita
Nanoti toti toti zvedu tinosvika
Asingaite zvema besty haadhure
Haambondipa stress
Saka ndakunotsvaga mari
Ndisina pressure yekunoona bhebhi
Mazuvano ndirikutanha dzandinosvikira
Nekuti nemjolo wangu ndariraa
Saka ku ghetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera
Mazuvano ndirikutanha dzandinosvikira
Nekuti nemjolo wangu ndariraa
Saka ku ghetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera

Ndhichiti ndine teni anoti akuda 5
Oti inokwana iyi ngatitange life
Akafitwa nekumuita wife
Asingaite zvekutamba ne life
Ahaadi bhawa relu town anoda kwamashwede
Kana ku mbinga anobheja achiti hamundi nyenge
Nyangwe mukandidedza handiendee
Akati anoda rudo rwangu chetee
Mazuvano ndirikutanha dzandinosvikira
Nekuti nemjolo wangu ndariraa
Saka ku ghetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera
Mazuvano ndirikutanha dzandinosvikira
Nekuti nemjolo wangu ndariraa
Saka ku ghetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera

Handichada anoenda kubhawa kana ndisipo
Asingapihwe pressure nema iphone
Nyangwe kanorova ngoma futi kanoita
Nanoti toti toti zvedu tinosvika
Asingaite zvema besty haadhure
Haambondipa stress
Saka ndakunotsvaga mari
Ndisina pressure yekunoona bhebhi
Mazuvano ndirikutanha dzandinosvikira
Nekuti nemjolo wangu ndariraa
Saka ku ghetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera
Mazuvano ndirikutanha dzandinosvikira
Nekuti nemjolo wangu ndariraa
Saka ku ghetto ndichibudikira
Kuda kutsvaga kangu kandinonyepera

Mazuvano ndakuda kunanganisa
Life yemujolo ndigare ndaimisa
Zvine pressure ndigare ndazvibvisa
Vakandidyisa ndigare ndasvipa
Kandinonzwisisana nako buddie
Kasingape rudo kuna anybody
Kanenge kachitoda kunditinya mu body
Tell every body

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2023


Album : Dzandinosvikira (Single)


Copyright : © Hot Property, distributed exclusively by Jungle Entertainment Ventures


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

KILLER T

Zimbabwe

Killer T is a musician from Zilbabwe. ...

YOU MAY ALSO LIKE