Home Search Countries Albums

Zuva Rese

EXQ Feat. TI GONZI

Zuva Rese Lyrics

Dj Tamuka (Paris)

I miss you iwewe
I miss your smile
I miss that way yaunogegedzera
I miss your touch
I miss kundizembera
I miss how it feels

Zuva rese rapera ndisina mbokunzwa
Ndakusuwa baby wangu are you okay
Zuva rese rapera ndisina mbokubhabhadzira
Ndakusuwa baby wangu are you okay
Where are you, Where are you ouuh
Ndakusuwa baby wangu are you okay
Where are you, Where are you ouuh
Ndakusuwa baby wangu are you okay

Budikira,show me your face
I want to see you (right now)
I want to hold you
Zvinhu zvese zvamira
It’s not the same
Baby haupo,panzvimbo pako haupo haupo(I want to know)
Wadya here,mvura wamwa here(I want to know)
Don't want you hungry,
Don't want your body to dehydrate (I want to know)
Wadya here,mvura wamwa here(I want to know)
Don't want you hungry; don't want to don't want you
(I miss you)

Zuva rese rapera ndisina mbokunzwa
Ndakusuwa baby wangu are you okay
Zuva rese rapera ndisina mbokubhabhadzira
Ndakusuwa baby wangu are you okay
Where are you, Where are you ouuh
Ndakusuwa baby wangu are you okay
Where are you, Where are you ouuh
Ndakusuwa baby wangu are you okay

Imwembeu
Baby I hope urinani
Uripi,unani?
Usandicheate please ndakumbirs
Ufunge handisi kukufungira
Its notes dis Ababa
Ndongoda ugare uriapapa
Uripo unchindibata-bata
Usipo zvinondibata-bata
Boiz, Handidi kukushaya shaa
Izvezvi ndatobata shaya shaa
Love yaunondipa yakakurisa
Handidi kukusuwa handidi kukusungisa
I like patinotarisana kuface
Kuri software kunge cub base
Takabata mahips
Tichinanzvana malips

Where are you, Where are you ouuh
Ndakusuwa baby wangu are you okay
Where are you, Where are you ouuh
Ndakusuwa baby wangu are you okay

Kwauri ikoko kwausinga tumire shoko
Kasi hazvichatura poto
Ndouya ikoko
Kwauri ikoko kwausinga tumire shoko(ikoko)
Kasi hazvichatura poto(ikoko)
Ndouya ikoko
Ndouya ikoko
Ndouya ikoko
Ndouya ikoko
Ndouya ikoko
Ndouya ikoko
Ndouya ikoko
Ndouya ikoko

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Zuva Rese (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

EXQ

Zimbabwe

EXQ is a musician from Zimbabwe. ...

YOU MAY ALSO LIKE