Home Search Countries Albums

Chiremerera

JAH PRAYZAH

Chiremerera Lyrics


Iwe neni tose tiri vatadzi
Kungoti rangu zita ndiro riri pamhene
Rangu zita rinovanakidza kurireva
Neanoritaura wacho inga ane twake
Rangu zita rinovanakidza kurireva
Neanoritaura wacho inga ane twake
Hauone zidanda riri muziso rako
Unongoona katanda kari muziso rangu
Hauone zidanda riri muziso rako
Unongoona katanda kari muziso rangu

Nekuti unoda kundibvisa (Chiremerera)
Ndakagara pandakagadzikwa (Chiremerera)
Handina kubvuta ndakasarudzwa (Chiremerera)
Ndine zodzo, ndine mhondoro (Chiremerera)
Ndikakumura nyembe ndakumura (Chiremerera)
Vane nyota ndiri tsime (Chiremerera)
Ndiri tsime saka mundipewo (Chiremerera)
Haungamise kubuda kwezuva (Chiremerera)
Haungamise kunaya kwemvura (Chiremerera)
Chiro chiro, chiro chimwe pazita rangu chii? (Chiremerera)
Chiro chiro, chiro chimwe pazita rangu chii? (Chiremerera)

Haube nyasha nengoni
Ndiripo kuda kwechikonzero
Zvikoni zvikoni munyengeri
Haumbotenga huchenjeri
Haube nyasha nengoni
Ndiripo kuda kwechikonzero
Zvikoni zvikoni munyengeri
Chandinoresva ndicho chinogara pamiromo yenyu
Chandinonatsa munochikanganwa imi sengano
Chandinoresva ndicho chinogara pamiromo yenyu
Unongoona katanda kari muziso rangu

Nekuti unoda kundibvisa (Chiremerera)
Ndakagara pandakagadzikwa (Chiremerera)
Handina kubvuta ndakasarudzwa (Chiremerera)
Ndine zodzo, ndine mhondoro (Chiremerera)
Ndikakumura nyembe ndakumura (Chiremerera)
Vane nyota ndiri tsime (Chiremerera)
Ndiri tsime saka mundipewo (Chiremerera)
Haungamise kubuda kwezuva (Chiremerera)
Haungamise kunaya kwemvura (Chiremerera)
Chiro chiro, chiro chimwe pazita rangu chii? (Chiremerera)
Chiro chiro, chiro chimwe pazita rangu chii? (Chiremerera)

Hauone zidanda riri muziso rako
Unongoona katanda kari muziso rangu
Hauone zidanda riri muziso rako
Unongoona katanda kari muziso rangu
Nekuti unoda kundibvisa Chiremerera

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2023


Album : Chiremerera (Album)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

JAH PRAYZAH

Zimbabwe

Jah Prayzah (born on July 4, 1987 in Uzumba, Zimbabwe), is a Zimbabwean contemporary musician and le ...

YOU MAY ALSO LIKE