Bvumbamirai Lyrics

Pamunovhika, painovhuruvhuta
Mweya yakaipa, mweya yandinotya
Pamunovhika, painovhuruvhuta (Honde)
Mweya yakaipa (Aah honde)
Mweya yandinotya (Honde)
Pamunovhika, painovhuruvhuta
Mweya yakaipa, mweya yandinotya
Pamunovhika, painovhuruvhuta (Honde)
Mweya yakaipa (Aah honde)
Mweya yandinotya
Huyai mupukute masodzi angu (Bvumbamira)
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (Bvumbamira)
Ndodaira kuti ndichagarika (Bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (Bvumbamira)

Makata iwe makata (Bvumbamira)
Tichingoripo tichigomera (Bvumbamira)
Asi mangwana tichateremuka iwe (Bvumbamira)

Kwekwe tamuka ka, uraramе semucheche
Vadzimu vari mugomo, vasati vapindura
Kwekwe tamuka ka, urarame semucheche
Vadzimu vari mugomo, vasati havapindura
Shungu iwe, shungu iwe
Zviuya zvirimberi
Izwi revari musango, harisati ranzwika
Shungu iwe, shungu iwe
Zviuya zvirimberi
Izwi revari musango, harisati rapindura
Huyai mupukute masodzi angu (Bvumbamira)
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (Bvumbamira)
Ndodaira kuti ndichagarika (Bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (Bvumbamira)
Huyai mupukute masodzi angu (Bvumbamira)
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (Bvumbamira)
Ndodaira kuti ndichagarika (Bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (Bvumbamira)
Makata iwe makata (Bvumbamira)
Tichingoripo tichigomera (Bvumbamira)
Asi mangwana tichateremuka iwe (Bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (Bvumbamira)
Makata iwe makata (Bvumbamira)
Tichingoripo tichigomera (Bvumbamira)
Asi mangwana tichateremuka iwe (Bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (Bvumbamira)
Homwe, ichabereka dzimwe homwe
Mukoma rugare (Hande), mukoma rugare
Kumbirawo uchenjeri, uchazova chikonzero
Cherugare (Hande), mukoma rugare
Haiwa mondiyeuka, pamucharangarira vamwe
Mudzimu unoyera baba musakoshiwa kundipa
Rugare (Hande), mukoma rugare
Haiwa mondiyeuka, pamuchakomborera vamwe
Mudzimu unoyera baba ndovavarira
Rugare (Hande), mukoma rugare
Huyai mupukute masodzi angu (Bvumbamira)
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (Bvumbamira)
Ndodaira kuti ndichagarika (Bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (Bvumbamira)
Huyai mupukute masodzi angu (Bvumbamira)
Douyai mundipewo chinzvimbo changu (Bvumbamira)
Ndodaira kuti ndichagarika (Bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (Bvumbamira)
Makata iwe makata (Bvumbamira)
Tichingoripo tichigomera (Bvumbamira)
Asi mangwana tichateremuka iwe (Bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (Bvumbamira)
Makata iwe makata (Bvumbamira)
Tichingoripo tichigomera (Bvumbamira)
Asi mangwana tichateremuka iwe (Bvumbamira)
Nekuti mandinzwa muchembere (Bvumbamira)
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2021
Album : Bvumbamirai (Album)
Copyright : (c) 2021
Added By : Huntyr Kelx
SEE ALSO
AUTHOR
JAH PRAYZAH
Zimbabwe
Jah Prayzah (born on July 4, 1987 in Uzumba, Zimbabwe), is a Zimbabwean contemporary musician and le ...
YOU MAY ALSO LIKE