Home Search Countries Albums
Read en Translation

Gara Ndichauya Lyrics


Shoko rangu harimbofi

Rakawira pasi handimbofi

Handizorori, hazvimbofi

Handikundikane ndiwe svovi handizorori

Nekuti ndakutsidzira ndakutsidzira

Mudiwa gara, mudiwa gara

Mudiwa gara, gara ndichauya gara ndichauya

Mudiwa gara, gara ndichauya

Mudiwa gara, gara ndichauya gara ndichauya

Zvamanje manje handisi shuwa kuti ndokuona rinhi

Ndichakutora ndokuendesa ku nop

Kunoona gogaz mazuvano ndane focus

Mazuva handina time yekucheukira ma offers mamwe

Handifarire panze usandivharire panze

Dai waingotaura neni usingavanze

Wondiratidza masides ese usinga cove

Ndiani akakunyepera kuti love hairwadze

Patomuka tichitadza kungonzwisana

Chioma zuva rakutopera tichipikisana

Sezvinonzi takatumwa kuzorwadzisana nchu wachisana

Asi ukamuka uchinzi nhasi hausisipo ndinoswera ndakabaikana

Gara pasi tidzidzisane kugarisana

Hapana zuva randichakuudza kuti ndakundikana

Hapana zuva randichakuudza kuti zvavharana

Shoko rangu harimbofi

Rakawira pasi handimbofi

Handizorori, hazvimbofi

Handikundikane ndiwe svovi handizorori

Nekuti ndakutsidzira ndakutsidzira

Mudiwa gara, mudiwa gara

Mudiwa gara, gara ndichauya gara ndichauya

Mudiwa gara, gara ndichauya

Mudiwa gara, gara ndichauya gara ndichauya

Zvamanje manje handisi shuwa ndichazviitasei

Zvinhu zvatoda hazvikwane pandopihwa pay

Ndikasashanda iwewe wacho ndokupei

Ndosara kumashure ndizorora zve 1 day

But usakwate handishaye plan

Pandobaya pese inga ndozodzoka wani

Pandinopenga ndinopenga newe uri one

Ende kudzoka ndichadzoka handikundikane

Zvamanje manje handisi shuwa kuti ndokuona rinhi

Ndichakutora ndokuendesa ku nop

Kunoona gogaz mazuvano ndane focus

Kunoona gogaz mazuvano ndane focus

Zvamanje manje handisi shuwa kuti ndokuona rinhi

Ndichakutora ndokuendesa ku nop

Kunoona gogaz mazuvano ndane focus

Kunoona gogaz mazuvano ndane focus

Mudiwa gara (ndakutsidzira)

Mudiwa gara (ndakutsidzira)

Mudiwa gara (ndakutsidzira)

Gara ndichauya

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2024


Album : (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

VOLTZ JT

Zimbabwe

Voltz Jt is a Zimbabwean musician ...

YOU MAY ALSO LIKE