Home Search Countries Albums

Munyama Lyrics


Mwari Baba ngigezei munyama
Ndaneta nekushunurudzwa ooh
Ndaneta nekuchema
Mwari Baba
Mr. Makhalima

Munyama
Kunamata ndonamata
Kutsanya inga wani ndotsanyu
Handingaswere ndichingorohwa nemunyama Baba wangu
Chegumi ndobvisa inga wani
Chikumbiro change chimwe chete
Musandikanganwe musandikanganwe, ishe

Ndimi moga Baba
Ndimi chete mune yese yese
Lacuna mumwe, ishe
Angapukute misodzi ndisasvime
Ndimi moga Baba
Ndimi chete mune yese yese
Lacuna mumwe, ishe
Angapukute misodzi ndisasvime

Mwari Baba, ndigezei munyama
Ndaneta nekushunurudzwa ooh
Ndaneta nekuchema Baba
Mwari Baba ndinzwirewo nyasha
Ndaneta nekushunurudzwa
Ndaneta nekuchema Mwari Baba

Munyama munyama munyama
Oooh ooooh
Ndoita seiko seiko seiko
Haasi mastreets andoziva aya
Chero kungwavha ngwavha kwakurema
Ndikati apo ne apo
1+1 ndobuda ndiine negative why
Musandikanganwe musandikanganwe

Ndimi moga Baba
Ndimi chete mune yese yese
Lacuna mumwe, ishe
Angapukute misodzi ndisasvime
Ndimi moga Baba
Ndimi chete mune yese yese
Lacuna mumwe, ishe
Angapukute misodzi ndisasvime

Mwari Baba, ndigezei munyama
Ndaneta nekushunurudzwa
Ndaneta nekuchema Baba
Mwari Baba ndinzwirewo nyasha
Hey, ndoda nyasha ndinzwirewo nyasha Baba
Munyama munyama munyama

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2023


Album : Munyama (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

SANII MAKHALIMA

Zimbabwe

Sanii Makhalima whose real is Lungisani Makhalima, is a musician songwriter music producer and ...

YOU MAY ALSO LIKE