Home Search Countries Albums

Imi Muri Mwari (Faith Tirivaviri)

JOYFULL PRAISE CHOIR

Imi Muri Mwari (Faith Tirivaviri) Lyrics


Mitore yangu yose makaitakura
Kuipa kwangu kwose makachenesa
Muhutera hwangu hwose makandisimbisa
Imi muri mwari nekusingaperi
Imi muri mwari nekusingaperi
Mitore yangu yose makaitakura
Kuipa kwangu kwose makachenesa
Muhutera hwangu hwose makandisimbisa
Imi muri mwari nekusingaperi
Imi muri mwari nekusingaperi

Mwari vasingapererwe nemazano
Havagandipi Miyedzo yakakura
Tsvimbo yenyu nemudonzvo wenyu zvinondinyaradza
Muri mwari nekusingaperi
Imi muri mwari nekusingaperi
Mwari vasingapererwe nemazano
Havagandipi Miyedzo yakakura
Tsvimbo yenyu nemudonzvo wenyu zvinondinyaradza
Muri mwari nekusingaperi
Imi muri mwari nekusingaperi

Mitore yangu yose makaitakura
Kuipa kwangu kwose makachenesa
Muhutera hwangu hwose makandisimbisa
Imi muri mwari nekusingaperi
Imi muri mwari nekusingaperi
Mitore yangu yose makaitakura
Kuipa kwangu kwose makachenesa
Muhutera hwangu hwose makandisimbisa
Imi muri mwari nekusingaperi
Imi muri mwari nekusingaperi

You’re friend that sticks closer than a brother
Rudo rwenyu rwakadzama Baba
You give me reason to keep on living
Kana ndiinemi nazvose ndakakwana
Shoko renyu rinoti muri Baba venherera
Naizvozvo mandivanza mumapapiro
Neropa renyu mandichenesa sechandu
Muri mwari nekusingaperi
Imi muri mwari nekusingaperi
Imi muri mwari nekusingaperi
Imi muri mwari nekusingaperi
Imi muri mwari nekusingaperi
Imi muri mwari nekusingaperi
Imi muri mwari nekusingaperi
Imi muri mwari nekusingaperi

Muri mwari nekusingaperi
Imi muri mwari nekusingaperi
Imi muri mwari nekusingaperi
Imi muri mwari nekusingaperi

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2023


Album : Imi Muri Mwari (Faith Tirivaviri) (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

JOYFULL PRAISE CHOIR

Zimbabwe

Joyfull Praise Choir is a Gospel Musical group and artist development ...

YOU MAY ALSO LIKE