Ghetto Redu Lyrics
Ghetto rine nharo
Ghetto rine long story
Ghetto rine ngano
Ghetto redu rina mambo akatsika tambo
Ghetto redu wangu rina Van Choga
Ghetto redu wangu rina Van Choga
(Ghetto redu wangu rina Van Choga)
Hapana kana pressure
Ndoshanda kusvika kwayedza
I got the city on my back
Mosana wangu vakavezwa
There I put mu momz girl child nemakudo
I told the girl child don't act wild nemakumbo
Ma niggas haazi safe (My niggas haazi safe)
Kiyirai hanzvadzi dzese (Kiyirai hanzvadzi dzese)
I'm not a pressure guy mababie anotondizeza nhai
It's a law yes thanks ndene ndapendza naye
Chenjerai, chenjerai mbeva dzamateya
Chenjerai, chengerai kusengedzwa macheya
Kugariswa padhaza, kutaridzwa kwamabva
Chengerai, chengerai kusema zvavateya
Ghetto rine nharo
Ghetto rine long story
Ghetto rine ngano
Ghetto redu rina mambo akatsika tambo
Ghetto redu wangu rina Van Choga
Ghetto redu wangu rina Van Choga
(Ghetto redu wangu rina Van Choga)
Ini handoto batike paden, maskati nemaskeni
Manheru acho ndine prazi remaplan
Ndakatora chimuti kubva kune vaya
Vatakamboudza kuti musaganzire mafans
Couples of my cousins be calling like
Nhai iwe modekai, hauchandione nhai
Nhai iwe hauchafone why?
I've been on the road
Ndikasadaro ndoita rombe mhai
That's what I told them everytime
It's true but then it doesn't hurt
Send them a reminder
Tete ndichiriko, tete muri chipo
Ndichauya naye mudiwa wangu
Munozviziwa wani
Ghetto rine nharo
Ghetto rine long story
Ghetto rine ngano
Ghetto redu rina mambo akatsika tambo
Ghetto redu wangu rina Van Choga
Ghetto redu wangu rina Van Choga
(Ghetto redu wangu rina Van Choga)
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2020
Album : Ghetto Redu (Single)
Copyright : (c) 2020
Added By : Huntyr Kelx
SEE ALSO
AUTHOR
HOLY TEN
Zimbabwe
Holy Ten real name Mukudzei Chitsama (born in 18 Nov 1998) is a Rapper/Singer & Producer from Zi ...
YOU MAY ALSO LIKE