Accueil Recherche Pays Albums

Mbuya Vana Munya

HOLY TEN

Mbuya Vana Munya Lyrics


(Ten)
Tone down
Asamanyanga sounds like this. Ndege ndamwa tea saka ndovvhunduka chi

Tone down xhlala pansi, gara pasi
Hapasikuda zvemukando pada  mari
Ini I’m sinning all, eeh isa zvaMwari
More of thes famous people vaunoziva havana mari
Ini vandoziva havana pfari but somewhere varikukwadza gala mari
Ma assumptions arikukwadza mwana wevhu
Dai matsvaga Jesu dai matsvaga aah
I told you don’t go uriku interrupter schedule
Handizi John Cole handiskuda kuita ma dance moves
I was talking neka mwana kepa Friends
Kadzoka makuseni kanga katorwa neBenz
Kada kutanga kunzwa kumba kunevanhu giya conscience
Dai wanzwa maChills wada kutanga kuita raw sex, iih Eish!

And I hate kumbokusunga but kukopa voice rangu won’t make you Muku Junior
Handina zvipande ini ndongwavha ngwavha wangu handirare panze
Ini ndogona kudhakwa wangu but handibate mbanje
Ini handibatwe nembanje

Takaenda takaenda
Kuma Awards akachena, akachena
Akakuya, akakuya
Ana mbuya vana Munya
Takaenda takaenda
Kuma Awards akachena, akachena
Vakakuya, Vakakuya
Wana mbuya wana Munya

MaRumours ari free but inni handizi free though
Kuno kwatogara anditozive kuti busy chii bro
Samanyanga sounds pano hapana ECD bro
Ahh, Iwe! Aah ! ayiwa aah

Paunogara pari Risky ( Paunogara safe)
Patotaura politics patotaura tomu, ahh
Patotaurwa tomubvisa
Ahh zvamunotaura zvinondityisa

Inini, inini I’ve been going hard kubva gore rekutanga
I’m still going hard kunge mushonga wemusana
Uuh! Eeh!
I said I’m still going hard kunde mshonga wemusana

Takaenda takaenda
Kuma Awards akachena akachena
Akakuya, akakuya
Ana mbuya vana Munya
Takaenda takaenda
Kuma Awards akachena akachena
Akakuya, akakuya
Wana mbuya wana Munya

 

 

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2022


Album : Mbuya Vana Munya (Single)


Added By : Afrika Lyrics

SEE ALSO

AUTHOR

HOLY TEN

Zimbabwe

Holy Ten de son vrai nom Mukudzei Chitsama (né le 18 novembre 1998) est un rappeur / chanteur ...

YOU MAY ALSO LIKE