Bhachi re Dior Lyrics
Ndarota ndine bhachi re dior
Nezimotan radio
Iripa full blast ndichizvikwadza ne nziyo
Ndiri pa round, ndiri pa merry go
Ndarota ndiri chief, ndarota mari
Yangu yakutamba coz yanga imbori stiff
Ndarota ndiri mudiki
Ndarota exactly pakatanga ma beliefs
Pakatanga ma beliefs
Tanga tisati tatanga zvena streets
Tanga tisati takuti tikasvika vanhu vese vanotaura kuti tichazoda ma pics
Hamheno ka zvavakukuona mandiri
But vakandi fencer vese musadzoka kwandiri
Muchazoti chekeresa tika kaura wakabondikweretesa ukazvitaura
Ndarota ndine bhachi re dior
Nezimotan radio
Iripa full blast ndichizvikwadza ne nziyo
Ndiri pa round, ndiri pa merry go
Ndarota ndiri chief, ndarota mari
Yangu yakutamba coz yanga imbori stiff
Ndarota ndiri mudiki
Ndarota exactly pakatanga ma beliefs
Hamungape ma diss ku hurumende
Munhu wese arikumba drill guvhu dende
Ndati hamungape ma diss lu hurumende
Munhu wese arikuimba drill guvhu dende
Mugotiradza report kana ma pasa
Mkoma ngatisangane pana 4th kana pa nssa
Sha, dai watoita coach kana pastor
Jahman maiti munogona ma sports, unamanga
Bhachi re dior, ndikurida
But izvezvi ndikudya sadya re zviyo
Izvezvi ndikunzwa nyaya dzana stunner na dyonne
Ndiri pa round, ndiri pa merry go
Ndarota ndiri chief, ndarota mari
Yangu yakutamba coz yanga imbori stiff
Ndarota ndiri mudiki
Ndarota exactly patanga ma beliefs
Hoyoooo
WATCH VIDEO
ABOUT THIS SONG
Release Year : 2022
Album : Energy (Album)
Added By : Farida
SEE ALSO
AUTHOR
HOLY TEN
Zimbabwe
Holy Ten real name Mukudzei Chitsama (born in 18 Nov 1998) is a Rapper/Singer & Producer from Zi ...
YOU MAY ALSO LIKE