Home Search Countries Albums

Ndichatarisa

GEMMA GRIFFITHS

Ndichatarisa Lyrics


Ndini Gemma

When I’m afraid
When I doubt myself thinking I might stray
There’s only one place I look where I’m known by name
I’ll walk by faith when I’m afraid
Ivai neni pandofamba
Nezvese zvandoita
Ivai maziso angu
Ndione ishe
Ivai wanzira yangu
Ndifambe nemi
Nezvese zvandoita
Bvisai zvakaipa
Mutoro worema
Ndinzwei

Ndichatarisa kwamuri mwari
Kana hupenyu hwangu worema
Ndichatarisa
Oh Mwari Wangu
Mwari Wangu

Ooohhh
Oooohhhh
Ndichatarisa
Oh Mwari Wangu

No i can’t walk alone
Can’t do it all on my own
I need a guide
With enough light to see the path I’m on
I’m only human
And I’ve gone through it
My shoulders heavy with the burdens
Can I do this?
Ivai maziso angu
Ndione ishe

Ivai wanzira yangu
Ndifambe nemi
Nezvese zvandoita
Bvisai zvakaipa
Mutoro worema
Ndinzwei

Ndichatarisa kwamuri mwari
Kana hupenyu hwangu worema
Ndichatarisa
Oh Mwari Wangu
Mwari Wangu

Ooohhh
Oooohhhh
Ndichatarisa
Oh Mwari Wangu

Ndichatarisa kwamuri mwari
Kana hupenyu hwangu worema
Ndichatarisa
Oh Mwari Wangu
Mwari Wangu

Ooohhh
Oooohhhh
Ndichatarisa
Oh Mwari Wangu

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2023


Album : Ndichatarisa (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

GEMMA GRIFFITHS

Zimbabwe

Gemma Griffiths is an artist from Zimbambwe. Gemma Griffiths is undeniably a household name in ...

YOU MAY ALSO LIKE