Home Search Countries Albums

Tiza Lyrics


Takutaura zvepower
Umu ririmo mutsinga  rino flowa
Kuno haku gadzirwe simbi ne flour
Kana usiri hero mero daidzira sawa, sawa
Unogona kuto fainter, icounter
Hona ndaka mounter
Shamhu inorova ngoma center
Zvemasure kwete zveku experimenter
Shamhu yabuda iyo takuuya (hoyo)
Wagadzirira here, yakuuya (hoyo)
Shuwa here (hoyo)
Ndidaire (hoyo)
Shuwa here (ngondongondo) (iyo)

Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina (hokoyo)
Kana usina (hokoyo)
Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina (hokoyo)
Kana usina (hokoyo)

Takutaura zvehot
Zi trouse reipapo kwete short
Vacho vanonyatso ziva
Vanonditi goat
Ndoenda ne win paspot
Yadeuka inenge yadeuka
Kana wakunzwisisa chimbocheuka
Usandityire hatimbo bheuka
Asi ukango nanauka wakasauka
Shamhu yabuda iyo yakuuya
Wagadzirira here yakuuya
Shuwa here (hoyo)
Ndidaire (hoyo)
Shuwa here (ngondongondo) (iyo)

Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina (hokoyo)
Kana usina (hokoyo)
Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina (hokoyo)

Kana iri mheterwa ngairire mheterwa
Kana kari kapito ngakarire
Kana ya mhururu ngai rire mhururu
Kana ari manja manja manja manja manja manja manja
Takutaura zvepower
Umu ririmo mutsinga  rino flowa
Kuno haku gadzirwe simbi ne flour
Kana usiri hero mero daidzira sawa
Unogona kuto fainter, icounter
Hona ndaka mounter
Shamhu inorova ngoma center
Zvemasure kwete zveku experimenter
Shamhu yabuda iyo takuuya (hoyo)
Wagadzirira here, yakuuya (hoyo)
Shuwa here (hoyo)
Ndidaire (hoyo)
Shuwa here (ngondongondo) (iyo)

Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina (hokoyo)
Kana usina (hokoyo)
Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina kusimba tiza (hokoyo)
Kana usina (hokoyo)
Kana usina (hokoyo)

Raaahhh
Shumba inodzvova
Paza mudhuri ghazunguza
Oyie paza mudhuri
Siya vachikwenya
Ndi kudzanai

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2023


Album : Tiza (Single)


Copyright : © Enzo Ishall, Distributed exclusively by Jungle Entertainment Ventures.


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

ENZO ISHALL

Zimbabwe

Stephen kudzanai Mamhare, popularly known as Enzo Ishall, is a recording artist from Zimbabwe born o ...

YOU MAY ALSO LIKE