Home Search Countries Albums

Chidavado

ENZO ISHALL

Chidavado Lyrics


Finesse
Finesse

Horait haisi nyaya ka1
Ndicharamba ndichivaremera matonne
Mvura yegungwa haingakwane muchitin
Zita ndikudzanayi ndakapapeta katen right
Totanga neipi pakaipa
Ndapaona apa pari creepy
Saka kakawanda kacho ndichibaya skip
Chiuya uzoona kana takupinda deep
Finesse
Zviraundi ndashafeller vari kupi mhofella
Chifonera jamella touch kana warifeeler
Wangu mutupo ndinzou ndaparadza ndakachiller
Saka chiniudza saka chinditaurira

Panogona kungoitika chidavado ipapapa chidavado
Kurema kwenmukute pamberi pehurungudo
Hanzi muround makadyarana makudo
Panogona kungoitika chidavado
Ipapapa chidavado
Ipapapa chidavado
Ipapapa chidavado

Ndosaka ndazongoti heavy
Vakaona ndakuvaitira yemumovie
Vatungamira vakazongosarira mucurve
Ndinenge ndakapinner dhiri senge long sleeve
Vari kuleave
Ibasa ndasiya ndapedza
Hapana anondimedza
Pavakazviedza ndakabva ndavaremedza
Hona ndakatenderedza kwete zvekunyengetedza
Chibvunza vakauya nevakavaperekedza
Vamwe vamuchibage
Vasiye varimo imomo musavatsvage
Mapapiro eshiri asiyana neendege
Chirauro ndechangu kuchikanga handirege
Commenter unditege

Panogona kungoitika chidavado ipapapa chidavado
Kurema kwenmukute pamberi pehurungudo
Hanzi muround makadyarana makudo
Panogona kungoitika chidavado
Ipapapa chidavado
Ipapapa chidavado
Ipapapa chidavado

Chizvionera pamhuno
Kana vari kutoda ndiri pano
Zvavanga vachiti ndine chifuno
Wacho ari kuzviti achamira semukono
Angatopone neburi retsono
Make sure yemashuwa
Kana vari huswa ini ndini lawnmower
Ndananganisa pandichanodaidzira sour
Kuyangarara rengarava pamvura yanoah
Finesse

Horait haisi nyaya ka1
Ndicharamba ndichivaremera matonne
Mvura yegungwa haingakwane muchitin
Zita ndikudzanayi ndakapapeta katen right
Totanga neipi pakaipa
Ndapaona apa pari creepy
Saka kakawanda kacho ndichibaya skip
Chiuya uzoona kana takupinda deep
Finesse
Zviraundi ndashafeller vari kupi mhofella
Chifonera jamella touch kana warifeeler
Wangu mutupo ndinzou ndaparadza ndakachiller
Saka chiniudza saka chinditaurira

Panogona kungoitika chidavado ipapapa chidavado
Kurema kwenmukute pamberi pehurungudo
Hanzi muround makadyarana makudo
Panogona kungoitika chidavado
Ipapapa chidavado
Ipapapa chidavado
Ipapapa chidavado

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Chidavado (Single)


Copyright : © Enzo Ishall, distributed exclusively worldwide by Twabam Distribution


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

ENZO ISHALL

Zimbabwe

Stephen kudzanai Mamhare, popularly known as Enzo Ishall, is a recording artist from Zimbabwe born o ...

YOU MAY ALSO LIKE