Home Search Countries Albums

Waingoti Handikude

ACE TRYGGAR

Waingoti Handikude Lyrics


Intro:
Takayanana,Hauchada huh
(Waingoti Handikude)

Verse 1:
Pawaindiona ini sitting ndiri ndega
Zverudo sweety ndiwo angu maringeka
(Asi panyama nhete wazobaya,Zvinhu zvese zvataironga iwe wauraya)
Saka zvinhu zvako iwe chitopeka
Nokuti zvawaita izvi hazvisi zvega
(Tora tsono iwe chitobaya,handichakude pano nguva yako wauraya)
 
Pre hook:
Waindinyepera,zvoita senge ini ndine error
Matambudziko otimomotera!(Teera baby)
Ndaimbokutereera,asi simba rekukuda rakazopera
Baby wangaune uteera!(Teera baby)
(huya mudhuze,panezvishoma zvandinoda ndikuudze)
Ndikuudze baby,Handichadana newe,Handichatamba newe!

Chorus
Murudo takayanana,kopawakazonzwa kuti hauchada
Waingoti Handikude!(Kwete kupedza nguva yangu)
Rudo taipanana,Asi Zvataida Zvanga Zvakatosiiiyana
Waingoti Handikude!(Baby waipedza nguva yangu)

Verse 2:
Uh,Yeah this is a new arena
hapana Steven asi apa wakandipina
Wakandi believisa kuti iwe waindida
Asi kutaura chokwadi iwe waindiba
Ukanditi haumbondi Adele,Haumbondisiya
Ndichikubudira misodzi,Zvese neziya
Wakafurirwa nema girlfriends? 
Kana kuti mafia?
Or maybe ndanga ndakasara ndaisanwa beer.
You had a hatrick baby wanga une three goals
killing me ,fooling me and, breaking me ofcoz
mai vako babie vanga vava mhamha vangu,
Uchivhairira vanhu nemasinhi angu,
(Sigh) its OK (Sigh) its all TM
Usandifunge or even bother to send a DM
marwadzo nematambudziko ondimomotera
ndaingoterera zvichinzi murudo imomo tera

Pre hook:
Waindinyepera,zvoita senge ini ndine error
Matambudziko otimomotera!(Teera baby)
Ndaimbokutereera,asi simba rekukuda rakazopera
Baby wangu wanga une uteera!(Teera baby)

Chorus:
Murudo takayanana,kopawakazonzwa kuti hauchada
Waingoti handikude (Kwete kupedza nguva yangu)
Rudo taipanana,asi zvataida zvanga zvakatosiiyana
Waingoti Handikude!(Baby Waipedza nguva yangu)

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2018


Album : Waingoti Handikude (Single)


Added By : Ace Tryggar

SEE ALSO

AUTHOR

ACE TRYGGAR

Zimbabwe

Brandon Madokani (born March 12, 1997), Famously known as Ace Tryggar , is an African Hip hop Artist ...

YOU MAY ALSO LIKE