Home Search Countries Albums

Tamba Inorira

TAKURA Feat. NUTTY O

Tamba Inorira Lyrics

(Takura baby)

[HOOK]
Do you mind girl kana tikatamba inorira
Ntombazana tamba inorira
Zvikanaka tamba inorira
Chimoko you are my girl yea
Tamba inorira bhebhi tamba inorira
Zvikapresser tamba inorira

[VERSE 1]
You better know you’re mine
Baby girl you a dime (bryaaaa)
Girl take your time i got all the time in the world girl yea ouuu yea
Love it when you acting like haude
Chakanaka mukaka haurungwe
Mwana wenyu imhenya vakuruwe yea

[PRE-HOOK]
Ehe Mwana wenyu uyu i dynamite
Dakumupfekedza designer wear
Ehe I can pull up if you need time away
Ehe Mwana wenyu uyu i dynamite
Dakumupfekedza designer wear
Ehe I can pull up if you need time away

[HOOK]
Do you mind girl kana tikatamba inorira
Ntombazana tamba inorira
Zvikanaka tamba inorira
Chimoko you are my girl yea
Tamba inorira bhebhi tamba inorira
Zvikapresser tamba inorira

[BRIDGE]
Gara matombo gara matombo ini ndinokanda

[VERSE2: Nutty O]
Baby waya say to me
Tikatamba inorira zvakaipa chii
Famba neni kunge beat gyal hear me melody
Anyting a anyting wongofita in Yeaa
You dont have to choose girl
Anything i go through you go through girl
I love you so you gotta love me too girl
And it no matter how we do it yea

[PRE-HOOK]
Ehe mwana wenyu imbamba ka iyi
Dakumupa ma dollar ka ini
Ama give you wings we fly away far away
Eh eh Ehe mwana wenyu imbamba ka iyi
Dakumupa ma dollar ka ini
Ama give you wings we fly away far away

[HOOK]
Do you mind girl kana tikatamba inorira
Ntombazana tamba inorira
Zvikanaka tamba inorira
Chimoko you are my girl yea
Tamba inorira bhebhi tamba inorira
Zvikapresser tamba inorira

[BRIDGE]
Gara matombo gara matombo ini ndinokanda
Gara matombo gara matombo ini ndinokanda
Gara matombo gara matombo ini ndinokanda
Gara matombo gara matombo ini ndinokanda
Gara matombo gara matombo ini ndinokanda
Gara matombo gara matombo ini ndinokanda

[OUTRO]
Talk to them from another world
Coz I’m coming from another world
Shona prince from another world world world world world

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG

Release Year : 2020

Album : Starsigns (EP)

Copyright : © One Entertainment, distributed exclusively by Jungle Entertainment Ventures

Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

TAKURA

Zimbabwe

Takura Tendayi is a Zimbabwean singer and songwriter. ...

YOU MAY ALSO LIKE