Home Search Countries Albums

Mhamha

SEH GALAZ

Mhamha Lyrics


Ndagariro, ndangariro
Chishuwiro eeh yeah
Ndimbofunga kuti ndichiri kuhope ndakarara,
Mwari dai mauya mandi peputsa pandakarara,
Zuva nezuva paribuda ndimboringa 
Nguva ngakayewa musuvo dzingori
Shunguvo, ndichiti zvimwe muchabudikira 
Mouya mondimbundira monditi
Mwana wangu 
Ndadzoka ndanga ndanonoka,
Mondiudza kuti mandisuwa semasuwiro andakuitai,
Mondiudza muchiri kundida semadiro
Andokuitai, mhamha mazonyanya kuti zii tauravo nen..
Moniudza kuti mandisuwawo
Semasuwiro andakuitai
Moniudza kuti muchili kundida 
Se madiro andokuitai mhamha
Mazonyanya kuti zii 
Tauraiwo neni iih
Mundiudze kuti chii mhamha
Mazonyanya mutiu zii 
Tauraiwo neni 
Mundiudze kuti chii?

Ndine nyaya dzirikundinetsa 
Dzandinoda kukuudzai 
Pan zwinhu zvirikundinetsa 
Zvandinoda kukuudzai 
Asi muri unreachable 
Irikungonzi unawailable 
Ndaedza ma sai sai 
Ese rega ndichinomata 
Zvino nhasi handina wekuchemera 
Wazukuru venyu havana wekuyemera 
Ndikatoona vamwe wanana mai vapenyu 
Ndinotokuvara ne shanje 
Kuti dai ndirini woo
Ndina mai vangu woo

Ndichifara ndinemi muchindipa mazano
Ndisina yese iyi nhamo 
Kuti dai ndiriiniwo 
Ndiina mai vangu woo
Ndichifara ndinemi muchindipa mazano
Ndisina yese iyi nhamo 

Mhamha mazonyanya mutiu zii 
Tauraiwo neni 
Mundiudze kuti chii?
Mhamha mazonyanya kuti zii 
Tauraiwo neni 
Mundiudze kuti chii?
Kana kuhope huyai 
Zvamunoda bvunzai 
Ini moyo wangu uneronda
Unondirwadza makauponda 
Kana kumbonditi goobyee
Ndavakueda wanangu sarayi 
Makangoenda zvamunoona 
Musina kuona vazukuru nevaroora

Hupenyu hauna kuzombofanana
Kubva musi watakapesana 
Chokwadi amai takatambura 
Vehukama vakangotarira 
Takamboedza kuvafonera 
Vamaishanda navo amai 
Takamboedza zvese asii 
Hunherera hwakangooma amai

Zuva ne zuva parinnobuda 
Ndinomboringa nguva 
Ndakayeva musuwo 
Dzingori shunguwo 
Ndichiti zvimwe muchabudikira 
Mouya mondimbundira 
Monditi mwanawangu ndadzoka 
Ndanga ndanonoka 
Mondiudza kuti mandisuwawo
Semasuwiro andakuitai 
Mondiudza kuti muchiri 
Monditi se madiro andokuitai 

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2020


Album : Bholato Bholato (Album)


Added By : Olivier charly

SEE ALSO

AUTHOR

SEH GALAZ

Nigeria

...

YOU MAY ALSO LIKE