Home Search Countries Albums

Wenyasha

KAE CHAPS

Wenyasha Lyrics

Ropa richibuda mupengo, around 6 dzemadeko
Ndaigona kungofira ipapo asi Makati kwete mwanangu uchine gwendo
Hobho vaenda asi ndiri mutano 
Hakusi kungwana isimba renyu Jesu
Ndozvibvunza ndimbori ani ko?
Nhai ishe ndakakosheiko?
Ndinotadza kasinga verengeki asi imimi
Munondi ropafadza Jesu mundondisimbisa
Ndatarisa kuti ndabvepi ndatya inini
Zvanga zvisina
Kupfana kwete asi ndayambuka eh

Ndiri wenyasha
Dzandisina  kukodzera, dzandisina kukodzera
Dzandisina  kukodzera
Ndiri wenyasha
Dzandisina  kukodzera, dzandisina kukodzera
Dzandisina  kukodzera
Ndiri wenyasha

I still remember ndichifora mu indanda
Takamasimudza masaga
Ndaimira mira kuzama kuti, zuva ripere tadya pafeya
For I know the plan I have for you
Ndozvavakaudza ghetto yut
I’m there for you and I made it through
So mhepo ikavhuvhuta, maya handimbo vhunduka
Ndandine misodzi izere pamatama asi ishe makapukuta
Munyika ine munzwa, makore achingopfura
Basa rakapera ndisina pekutangira ndoziva achapindura

Ndiri wenyasha
Dzandisina  kukodzera, dzandisina kukodzera
Dzandisina  kukodzera
Ndiri wenyasha
Dzandisina  kukodzera, dzandisina kukodzera
Dzandisina  kukodzera
Ndiri wenyasha
Dzandisina  kukodzera, dzandisina kukodzera
Dzandisina  kukodzera
Ndiri wenyasha
Dzandisina  kukodzera, dzandisina kukodzera
Dzandisina  kukodzera

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Wenyasha (Single)


Copyright : © Level 8, distributed exclusively worldwide by Jungle Entertainment Ventures


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

KAE CHAPS

Zimbabwe

Kae Chaps is a Zimbabwean musician ...

YOU MAY ALSO LIKE