Home Search Countries Albums

Time

HOLY TEN Feat. DHADZA D

Time Lyrics

Ko why mukuda kundi dyira time
Muri kutondidyira time
Dzikamai dzikamai. Bho!

Why mukuda kundi dyira time
Mese mukundidyira time
Why mukuda kundi dyira time
Ipapa mukutondidyira time

Makamboedza kundibira ka imi
Feela fine, aiwa handisi kufeela fine
Mabvira ka imi, masiya sign
Matinya ka imi. Mamuripi pabiwa paindi

Kuri kunzi, kuri kunzi ane mudzimu Ten
Kuri kunzi, kuri kunzi ane zviri muden
Kuri kunzi ndaswedera pabelt pane gold
Kuri kunzi ndaswedera maDelta macold

Overflow kunge paden pane show
Wangu une mabars kunge paden pane Zol
Wangu une magunners nemaJazzman on hold
Vano nditi samanyanga kunge paden panenzou

Why mukuda kundidyira time
Mese mukundidyira time
Why mukuda kundidyira time
Ipapa makutondidyira time

Why mukuda kundidyira time
Mese mukundidyira time
Why mukuda kundidyira time
Ipapa makutondi dyira time

Taneta nematime waster
righta now vanondi hata vese ndodeleta
Ingori copy and paste to trash sender
Butsu dhaa! Yes ndova ponchuleta
And if I'm not reachable, don't try later
Usandi tsome
Don't badda app me no usandinyorere letter
Usanditsome usandipe kapressure
Makehm know seh Dhadza D man a trend setter
Ndabata V-Diddy. Ndapinda mutop speedy yes of couse indeedy ndaneta nema sicki
Mandipinza mucheeky
Time is money and ndeya mwari so ghetto youths we lock the city haaa!

Why mukuda kundidyira time
Mese mukundidyira time
Why mukuda kundidyira time
Ipapa makutondi dyira time. Bho!

Why mukuda kundidyira time
Mese mukundidyira time
Why mukuda kundidyira time
Ipapa makutondi dyira time. Bho!
Bho bho!

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Risky Life (Album)


Copyright : (c) 2021


Added By : Huntyr Kelx

SEE ALSO

AUTHOR

HOLY TEN

Zimbabwe

Holy Ten real name Mukudzei Chitsama (born in 18 Nov 1998) is a Rapper/Singer & Producer from Zi ...

YOU MAY ALSO LIKE