Home Search Countries Albums

Ndiri Ndega

HOLY TEN Feat. FELI NANDI

Ndiri Ndega Lyrics


Ndiri ndega ndinochema, dai mapota muchikanda zano
Ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
Musande musandi fencer imi
Ndiri ndega ndinochema
Ndiri ndega ndinochema, dai mapota muchikanda zano
Ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
Musande musandi fencer imi
Ndiri ndega ndinochema

Ndohorera pano vakakanda mapfumo
Ndichamagama ndodzorera kwako, vakandirotera nhamo
Ndichapfugama ndogonyera pano
Chatikombera chando (hoyo)
Zvatiomera mambo
Zvatigozhera pano
Honai honai
Musandirasazve tongai
Mwari tongai, gomo iri rovai
Toppai mvurai iyi, toppai
Honai honai
Musandirasazve honai
Mwari  tongai, gomo iri rovai
Toppai mvurai iyi, toppai

Ndiri ndega ndinochema, dai mapota muchikanda zano
Ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
Musande musandi fencer imi
Ndiri ndega ndinochema
Ndiri ndega ndinochema, dai mapota muchikanda zano
Ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
Musande musandi fencer imi
Ndiri ndega ndinochema

Ndohorera pano
Ndogarira pano
Vakakanda mapfumo, ndichamagama ndodzorera kwako
Vondirotera nhamo, ndichapfugama ndogonyera pano
Chatikombera chando
Zvatiomera mambo
Zvatigozhera pano

Ndiri ndega ndinochema, dai mapota muchikanda zano
Ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
Musande musandi fencer imi
Ndiri ndega ndinochema
Ndiri ndega ndinochema, dai mapota muchikanda zano
Ndiri ndega ndinopera
Makamutsa wani razaro, hunhu hwenyu hunorehwa
Musande musandi fencer imi
Ndiri ndega ndinochema

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 0


Album : Energy (Album)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

HOLY TEN

Zimbabwe

Holy Ten real name Mukudzei Chitsama (born in 18 Nov 1998) is a Rapper/Singer & Producer from Zi ...

YOU MAY ALSO LIKE