Home Search Countries Albums
Read en Translation

Kusina Mai Lyrics


Zimweya mweya
Zimweya mweya
Hmm ini ndarikoniwa
Zvaitoda mbuya nehanda
Haa ndonzwa kurova kwehana
Hmmm hiye hoo
Haa iye hiye hoo
Zvaitoda mbuya nehanda
Ndega ndonzwa kurova kwehana
Hiye hiye hoo
Hiye hiye hoo
Zvaakutoda mbuya nehanda
Kana mesiya
Ndega ndonzwa kurova kwehana

Hakuendwe kusina amai
Simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
Hakuende kusina amai
Mangwana uchada kudzoda, natsa kwawabva
Hakuendwe kusina amai
Simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
Hakuende kusina amai
Mangwana uchada kudzoda, natsa kwawabva

Wodemba demba
Wochema chema
Waneta kudana mukoma
Harifambike sango iwe
Harifambike sango iwe
Wodemba demba
Wochema chema
Waneta kudana mukoma
Harifambike sango iwe
Harifambike sango iwe
Hiye hiye hoo
Hiye hiye hoo
Harifambike sango iwe
Harifambike sango iwe
Hiye hiye hoo
Hiye hiye hoo
Harifambike sango iwe
Harifambike sango iwe

Haune zivo yoko mwanawe
Hakune rwiyo rwaunobvumira
Hakuna rurimi rwaunotaura
Hakuna weko waunoyeuka
Haune zivo yoko mwanawe
Hakune rwiyo rwaunobvumira
Hakuna rurimi rwaunotaura
Hakuna weko waunoyeuka

Hakuende kusina amai
Simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
Hakuende kusina amai
Mangwana uchada kudzoda, natsa kwawabva
Hakuendwe kusina amai
Simba rangu riri munzvimbo yandakayamwa
Hakuende kusina amai
Mangwana uchada kudzoda, natsa kwawabva

Wodemba demba
Wochema chema
Waneta kudana mukoma
Harifambike sango iwe
Harifambike sango iwe
Wodemba demba
Wochema chema
Waneta kudana mukoma
Harifambike sango iwe
Harifambike sango iwe
Hiye hiye hoo
Hiye hiye hoo
Harifambike sango iwe
Harifambike sango iwe
Hiye hiye hoo
Hiye hiye hoo
Harifambike sango iwe
Harifambike sango iwe

Haune zivo
Hakune rwiyo
Haune zivo
Rurimi rwamai

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2023


Album : Kusina Mai (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

WANITWA MOS

South Africa

Wanitwa Mos Entertainment is a record label from South Africa owned by Master KG. ...

YOU MAY ALSO LIKE