Home Search Countries Albums

Ndabaiwa

NICKYGENIUS Feat. POPTAIN

Ayiwa ndabayiwa
Ayiwa ndabayiwa
(Tag) Hey Papi

She say she want a millionaire
Anoda boyfriend isingamwe mabeer
Hupenyu huno chinja hune maGear
Andina zvangu marii ndoKiya Kiya

You don't deserve my effort
(Hayiwa ndabayiwa)
Moyo wako ahuna sympathy
(Hayiwa ndabayiwa)
Ndatenda wakaoma Kunge Desert
(Hayiwa ndabayiwa)
Uchandinanzva Kunge  sherbet iwe
You don't deserve my effort
(Hayiwa ndabayiwa)
Moyo wako ahuna sympathy
(Hayiwa ndabayiwa)
Ndatenda wakaoma Kunge Desert
(Hayiwa ndabayiwa)
Uchandinanzva Kunge  sherbet iwe

Babe uri feso feso com in like ndiwe mupangara
Are mi did wah fi deh yah so
Ndaiti tichatamba shangara
Kugeza chete handina yediamon
I rather go to jungle touch de rhyno
Get you nyanga maybe ungaite fine
Ndine madreams senge pana phyno
Wait nditrye kuseller marhymes
Titore maBET fi life
If you a oppose dat pliz gwan
Ndingatotsvaga anondinzwa zvirinaaani

You don't deserve my effort
(Hayiwa ndabayiwa)
Moyo wako ahuna sympathy
(Hayiwa ndabayiwa)
Ndatenda wakaoma Kunge Desert
(Hayiwa ndabayiwa)
Uchandinanzva Kunge  sherbet iwe
You don't deserve my effort
(Hayiwa ndabayiwa)
Moyo wako ahuna sympathy
(Hayiwa ndabayiwa)
Ndatenda wakaoma Kunge Desert
(Hayiwa ndabayiwa)
Uchandinanzva Kunge  sherbet iwe

You don't care about how i feel
You so happy when you make me Chill
I was your prisoner yes i kneeled
Wakandishainira yes i failed
Ndakazviona zvangu une manjuzu
(Une maNjuzu)
Asikana ndazviona une manjuzu kaa
(Une maNjuzu)

You don't deserve my effort
(Hayiwa ndabayiwa)
Moyo wako ahuna sympathy
(Hayiwa ndabayiwa)
Ndatenda wakaoma Kunge Desert
(Hayiwa ndabayiwa)
Uchandinanzva Kunge  sherbet iwe
You don't deserve my effort
(Hayiwa ndabayiwa)
Moyo wako ahuna sympathy
(Hayiwa ndabayiwa)
Ndatenda wakaoma Kunge Desert
(Hayiwa ndabayiwa)
Uchandinanzva Kunge  sherbet iwe

Babe uri feso feso com in like ndiwe mupangara
Are mi did wah fi deh yah so
Ndaiti tichatamba shangara
Kugeza chete handina yediamon
I rather go to jungle touch de rhyno
Get you nyanga maybe ungaite fine
Ndine madreams senge pana phyno
Wait nditrye kuseller marhymes
Titore maBET fi life
If you a oppose dat pliz gwan
Ndingatotsvaga anondinzwa zvirinaaani

You don't deserve my effort
(Hayiwa ndabayiwa)
Moyo wako ahuna sympathy
(Hayiwa ndabayiwa)
Ndatenda wakaoma Kunge Desert
(Hayiwa ndabayiwa)
Uchandinanzva Kunge  sherbet iwe

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Added By : Farida


Release Year : 2021


Album : Ndabaiwa (Single)


Genre :

SEE ALSO

AUTHOR

NICKYGENIUS

Zimbabwe

NickyGenius is a Zimbabwean musician ...

YOU MAY ALSO LIKE