Home Search Countries Albums

Takarasima

JAH PRAYZAH

Takarasima Lyrics

Chera, ukande mbewu wosima
Um, chera (Aah, ha, ha)
Hm, chera ukande mbewu wosima
Chera (Aah, ha, ha)

Pandinoenda, ndoenda handikusiye moyo unoramba
Ndafunga tiyambukire kure nengarava
Tengetiritese nek+mapfanya
Tengetiritese nek+magobo

Sunga mukwende titize hama (Takarasima)
Vesa kamoto tikange hanga (Takarasima)
Tipinde munzira tipinde mungarava (Takarasima)
Tipinde munzira tipinde ngarava (Takarasima)

Tengetiritese nekumapfanya (Takarasima)
Tengetiritese nekumagobo (Takarasima)
Tengetiritese nekumapfanya (Takarasima)
Tengetiritese nekumagobo (Takarasima)

Shiri yakangwara inovakira panobaya
Dendere kusati kwanaya
Shiri yakangwara inovakira panobaya
Dendere kusati kwanaya

Ndirikushandira mhuri yangu
Ndirikuvaka musha wangu
Ndirikushandira mhuri yangu
Ndirikuvaka musha w+ngu

Ndirikushandira mhuri yangu
Ndirikuvaka musha wangu
Ndirikushandira mhuri yangu
Ndirikuvaka musha wangu

Um, chera ukande mbewu wosima
Um, chera (Aah, ha, ha)
Hm, chere ukande mbewu wosima
Chera (Aah, ha, ha)

Kana wandida ndide zvomene (Takarasima)
Kana murufu ndine ndinewe (Takarasima)
Inini ndega, ini ndomene (Takarasima)
Chinondiona ndenge ndinewe (Takarasima)

Tipinde munzira, tipinde ndima (Takarasima)
Tipinde munzira, tipinde ndima (Takarasima)
Tipinde munzira, tipinde ndima (Takarasima)
Tipinde munzira, tipinde ndima (Takarasima)

Tengetiritese nekumakura
Tengetiritese nekumagobo
Tengetiritese nekumakura
Tengetiritese nekumagobo

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Gwara (Single)


Copyright : (c) 2021


Added By : Huntyr Kelx

SEE ALSO

AUTHOR

JAH PRAYZAH

Zimbabwe

Jah Prayzah (born on July 4, 1987 in Uzumba, Zimbabwe), is a Zimbabwean contemporary musician and le ...

YOU MAY ALSO LIKE