Home Search Countries Albums

Zvinoitwa

GARRY MAPANZURE

Zvinoitwa Lyrics

Sango rinopa waneta wadhamba
Wajambisa mafans wasvipwa
Wasimbisa mbinga
Watengerwa champagne wapopper
Party ichipera ndiwe unonzi mopper
Copper

Zvinoitwa nhanha nhingi
Zvinoitwa  Kumusoro soro Nana Biggy
What Jah has bless no man can curse
Has said no man reverse
Zvinoitwa nhanha nhingi
Zvinoitwa  Kumusoro soro Nana Biggy
What Jah has bless no man can curse
Has said no man reverse

Minister munhu
President, MP
Kana Foromana akunanginasi bhuru
Souljah zvinhu
I pay my respects in this Field
Rip to Chibaba cheRiddim
This no blue film
No competition, my vision, is fixed on the mission, the reason is bigger than I’m
Singing for winning, the crowd will be screaming the moment I step on and take on the mic

Zvinoitwa nhanha nhingi
Zvinoitwa Kumusoro soro Nana bhigi
What Jah has bless no man can curse
Has said no man reverse
Zvinoitwa nhanha nhingi
Zvinoitwa  Kumusoro soro Nana bhigi
What Jah has bless no man can curse
Has said no man reverse

Ma zibhisa maStallion vachibhendesa chasi
Chiriddim ichi ndochipedzera nhasi
Ndikuda sando dzako
YeCoca cola ne bunz
Mukafarisa mowedzera yebhazi
Vhurai Comment section
Vana sadza vafare
Vachijamba kangoma
Vana sadza vafare
Vhurai Comment section
Vana sadza vafare
Vachijamba kangoma
Vana sadza vafare
Vhurai Comment section
Vana sadza vafare
Vachijamba ngoma
Vana sadza vafare

Zvinoitwa nhanha nhingi
Zvinoitwa Kumusoro soro Nana Biggy
What Jah has bless no man can curse
Has said no man reverse
Zvinoitwa nhanha nhingi
Zvinoitwa Kumusoro soro Nana Biggy
What Jah has bless no man can curse
Has said no man reverse

This one is for the listeners
For the winners
For the keepers
Fear no Griezman
For the Shooter
Fear no wasteman
For the looter
Continua

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2021


Album : Zvinoitwa (Single)


Added By : Farida

SEE ALSO

AUTHOR

GARRY MAPANZURE

Zimbabwe

Garry Mapanzure is a musician from Zimbabwe ...

YOU MAY ALSO LIKE