Accueil Recherche Pays Albums

Wadarirei

CHARLIE KAY Feat. TREVOR DONGO

Wadarirei Lyrics


wadarirei

(Wadarirei) ..ooh oh ..uhmmmmm..yeah yeah yeah
(Wadariyeko nhayi ) tadzoka zvekare
Ndini Trevor Wekwa Dongo ini..(ooh right)
Waderirei

Ndinozviziva
Dzimwe nguva rudo runonetsa
(Yeah yeah yeah yeah) yeah ( yeah yeah yeah)
Ndinozviziva  ah..
Makore akapfura zvichitinetsa
(yeah yeah yeah yeah)..Baby.. (yeah yeah yeahyeah)
Asi ziva kuti ndiwe chete
Ndiwe hakuna wandinoda
Hakuna
Pepyo padhuze ndinewe (ndinewe)
Ndipo pandinoda
Usandisiye (no no no)
Ndiringega misodzi ndinochema
Kana mazwi acho
Kana mazwi acho ndinokakamira
Uri kure chando chacho
Uri kure chando chinondipinda
Saka ndinochema misodzi ndichiti
(Ma ha ha ha ha ha...) ohh iwe maidei
Madei … Wadarirei
Wadarireiko kundisiya ndirindega ini
(Ma ha ha ha ha ha) ohh iwe maidei
Maidei, waderirei
 Wadarireiko kundisiya ndirindega iwe ( waderirei)
Ohh yeah yeah ..(wadarirei ko nhai)
Wadarireiko kundisiya ndega..( Wadarirei )

Usandisiye kani ndachema chema
Mupfungwa dzangu moyo, kudemba demba
Nhai maidei (nhai nhai)
Koini ndaitiei..(ndiudzewo)
Chandinoda kuyanana zvimwe hazvinei

Asi ziva kuti ndiwe chete (ndiwe)
Hakuna wandinoda (hapana wandinoda)
Pedyo padhuze ndinewe ndipo pandinora (ndipo pandinora)
Usandisiye (Yeah yeah yeah yeah)
Ndiringega misodzi ndinochema (Ndinochema)
Kana mazwi acho ndinokakamira (Ndokakamira)
Uri kure chando chinondipinda
Saka ndinoti kwauri eh..
Ma ha ha ha ha ha... eh iwe maidei, Wadarirei
Wadarireiko wadarireiko ooh
Ma ha ha ha ha ha..ahh ha ha ha..iwe maidei Wandarirei
Wandarireiko (wadarirei)
Ehe eh eh he( wadarirei) yeah yeah..ohh yeah
Uhhh yeah yeah..(wadarireiko nhai)

Ndapotapota zvangu..ayiwa iwa iwa wa
Usandisiye ini ndapotapota maidei eh (Ndiri ndega)
Usansidiye kani (ndire ndega)
Ohhh wu wu….
Ndapotapota zvangu.. Ndapotapota zvangu
Usandisiye ini ndapotapota… usandiye yeah he
Ndiri ndega..iwe  ma ha ha ha ha ha, iwe (maidei wadarirei )
Wadarirei..kundisiya ndiri ndega ini
(Maa ahh ahh ahh ahh) ma ha ha ha ha ha
 Iwe (maidei wadarirei )ndochema misopzi kani
Ooh ndochema ahh..iwe maidei eh
(.Ma ha ha ha ha ha) iwe maidei( wadarirei)
Wandarireiko wandarireiko oh
(Ma hahahahaha)..kundisiya ooh kundisiya iwe maidei( wadarirei)
Wadarireiko kundisiya ndiri ndega..ndiri ndega ah
Wadarireiko nhai ( wadarireiko nhai )
Wadarireiko kundisiya ndiri ndega

 

Enjoy Synced Lyrics With Our Mobile App

Download on Google PlayGet it on App Store

WATCH VIDEO

ABOUT THIS SONG


Release Year : 2018


Album : Wadarirei (Single)


Added By : Afrika Lyrics

SEE ALSO

AUTHOR

CHARLIE KAY

Zimbabwe

Charlie Kay est un chanteur, auteur compositeur et producteur originaire du Zimbabwe et install&eacu ...

YOU MAY ALSO LIKE